AZ
Live No More ft Mickey B (prod by Taffty)
Live No More (ft Mickey B)
Ooouhhh yeah
It's AZ on the beats
Produced by Taffty
Shout out to Mickey

Chorus AZ /Hook

I don't wanna live no more
With the pain that I get from people
People don't love who l am
Kana zvakadaro ngazvigare

I don't wanna live no more
With the pain that I get from people
People don't love who l am
Kana zvakadaro ngazvigare

Ngazvigare (X 6)

Verse - AZ

Kuchema kwangu ini kwanyaya
They don't see my wounds zvondirwadza
Hama dzangu dzese dzakandidammer
Kuita kunge ndakacheka hukama
I cry every time
Life yacho inеnge inoda vanhu vane mari
It's like a crimе
Zvimwe zvacho ndati zvakutoda imimi Mwari
I know ndinoramba ndichinamata
Ndinoziva kuti muchadaira
Sometimes zvinhu zvacho zvondiremera
Asi mumoyo ndinoramba ndakatsungira
Chorus/hook

I don't wanna live no more
With the pain that I get from people
People don't love who l am
Kana zvakadaro ngazvigare

I don't wanna live no more
With the pain that I get from people
People don't love who l am
Kana zvakadaro ngazvigare

Ngazvigare (X 6)


Verse 2 - Mickey B

Ndikurarama netoo much pain
Zvandishungurudza zvandikwadza brain
Sometimes ndogaya dai ndaswitcher lane
I don't know masango achachena when
Dai Jah-Jah matongobreaker chain
Cause I just want to be free
Ndatonetaneta nekupandapanda
Zvimwe zvacho zvoda imi
Hupenyu hwuri hard mumastreets
Nhamo yatondipa defeat
Ndongochema chema
Zvikurema rema
Chandasarwa nacho mweya wekufema
Ayy

Outro/Hook

Kana zvakadaro ngazvigare

Ngazvigare (X 6)