Jah Prayzah
Pikiniki
[Intro]
Handidi wemunzira (Wagwizi)
Wechitaka, ndoda wangu wechitaka

Uchandifunga ndayenda kuti nyaa
Uchandifunga ndarova kuti nyaa
Uchandifunga ndayenda kuti nyaa
Uchandifunga ndarova kuti nyaa

[Verse 1]
Unoda here kuyenda nemoyo?
Unoda here? Ndabvunza nemoyo
Unoda here kuyenda nemoyo?
Unoda here? Ndabvunza nemoyo

[Hook]
Tichatamba kangoma kemazuvano
(Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
Tosangana panzvimbo ine runyararo
(Pikinikiniki padikidiki piki pikini)
Tikagaragara toita kasungano
(Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
Ini newe toratidza musiyano
(Pikinikiniki padikidiki piki pikini)

[Verse 2]
Handidi wemunzira ndoda wechitaka
Kunyangwe akakoniwa kumira nekudhakwa
Ndichanongedzera wangu wechitaka
Kunyangwe ahutsatsa, akanyura mumadhaka
Pfimbika chisikana ndakumbirawo pfimbika
Pfimbika, ah-ha-ha
Cheuka chisikana ndakumbirawo cheuka
Cheuka, ah-ha-ha
[Verse 3]
Mazana emamaira, mazana woo
Ndakasvika kure kure nenjinga yanga
Mazana emamaira, mazana woo
Ndakasvika kure kure nenjinga yanga

Tichatamba kangoma kemazuvano
(Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
Tosangana panzvimbo ine runyararo
(Pikinikiniki padikidiki piki pikini)
Tikagaragara toita kasungano
(Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
Ini newe toratidza musiyano
(Pikinikiniki padikidiki piki pikini)


Pfimbika chisikana ndakumbirawo pfimbika
Pfimbika, ah-ha-ha
Cheuka chisikana ndakumbirawo cheuka
Cheuka, ah-ha-ha

Tichatamba kangoma kemazuvano
(Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
Tosangana panzvimbo ine runyararo
(Pikinikiniki padikidiki piki pikini)
Tikagaragara toita kasungano
(Pikinikiniki padikidiki pikinikini)
Ini newe toratidza musiyano
(Pikinikiniki padikidiki piki pikini)
Pfimbika, ah-ha-ha
Cheuka chisikana ndakumbirawo cheuka
Cheuka, ah-ha-ha
Pfimbika chisikana ndakumbirawo pfimbika