Oliver Mtukudzi
Mai Varamba
[Chorus]
(Aiwa ba, aiwa ba, aiwa ba)
Mai varamba ava, mai varamba (Aiwa ba)
Mai varamba ava, mai varamba, varamba (Aiwa ba)
Mai varamba ava, mai varamba
Varamba amai varamba mai (Aiwa ba)
Hanzi

[Chorus]
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira (Aiwa ba)
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira (Aiwa ba)
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira (Aiwa ba)
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira ichi (Aiwa ba)
(Aiwa ba, aiwa ba)
(Aiwa ba, aiwa ba)

[Verse 1]
Maimuyemedza mwana kumuyemedza kudai
Mai varamba (Aiwa ba)
Maimuyemedza mwana kumuyemedza, boy
Mai varamba ava (Aiwa ba)
Kumuyemedza mwana kumuyemedza, boy
Mai varamba ava (Aiwa ba)
[Chorus]
Hanzi wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira (Aiwa ba)
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira (Aiwa ba)
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira ichi (Aiwa ba)

[Verse 2]
Aiwa ba, aiwa ba, aiwa ba
Rudo rwudziiko kuyemedza mwana komana? (Aiwa ba)
Rudo rwudziiko kuyemedza mwana komana? (Aiwa ba)
Ndozviziva ndiye ega mwana komana pamusha pano
Mai varamba (Aiwa ba)
Ndozviziva ndiye ega mwana komana
Pamusha uno, mai varamba ava (Aiwa ba)
Kuzviziva kuti ndiye ega mwana komana shuwa
Mai varamba ava (Aiwa ba)
Hanzi

[Chorus]
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira (Aiwa ba)
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira (Aiwa ba)
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira ichi (Aiwa ba)
[Bridge]
Aiwa ba, aiwa ba
Mai varamba ava mai varamba varamba, varamba amai
Mai varamba ava mai varamba ka, mai varamba ava
Hanzi wotosairira semombe

[Chorus]
Chachigondora chozvitungira (Aiwa ba)
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira ichi (Aiwa ba)
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira ichi (Aiwa ba)
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira (Aiwa ba)
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira (Aiwa ba)
Wotosairira semombe
Chachigondora chozvitungira (Aiwa ba)